Gurudhara
Gurudhara - Pamwe lyrics
Your rating:
Intro Pachipamwe mhuri yeZimbabwe, Gurudhara ndadzoka! Verse 1 MuHarare matogara inzvimbo yakakura, Munevanhu vanofara ipi chero zvayo nguva, Even though iko kufara kuchiendesa kumakuva, Zvakaitika rimwe zuva, Ndakakwira chitima chaienda kumufakose, Ndipo dhuma dhuma nemhandara yakanaka chose Ndakabva ndanyatsokuchonya, Ziso rekuruboshwe ndichiitira asandikanganwe Ndakaona ondidana nemunwe zvinyoro nyoro achiti swedera dhuze Ndakaswedera dhuze ndikamuzevezera munzeve dzake ndichiti, Unemashura ganda rako i think unogara mumvura I think unogara mumvura Chorus Pamwe ndikamunyenga nemari achandifarira pamwe achafungaka kuti ndovhaira Pamwe ndikamunyorera tsamba achaitambira, pamwe oiverenga pamwe oipisa pamwe zvondimakisa, Pamwe kufunga kwangu , pamwe pamwe pamwe Verse 2 Pakazosvika chitima, Kwanga kwatosviba kwane rima Ndakamhanyira kumberi ndikanomira pamukova and i said "handingadzorero tsvimbo cuz wegudo abata kumeso" Rega nditsike tsike zvese bapiro negumbo, Apa ndatsiga nzou mvuu iri hata, Nyangwe akava sanzu nemarara ndichakakata, Dont turn me down unenge wafuratira muchato, Nyatsonditarisa hona takafitana, Kutofitana senge chingwa nemazai, Ndichinge ndane mari uchanwa tea nema pie, Muimba yeround usandiudze urikurasika, usandiudze urikurasika Chorus Pamwe ndikamunyenga nemari achandifarira pamwe achafungaka kuti ndovhaira Pamwe ndikamunyorera tsamba achaitambira, pamwe oiverenga pamwe oipisa pamwe zvondimakisa, Pamwe kufunga kwangu , pamwe pamwe pamwe Pamwe mungafunge kuti ndirikungowanza nyaya , Kurebesa munamato iro sadza richapora Mskana wandotaura pachimiro akakora Its either itype yangu or maybe itype yako Wekuti ukaona unozara nemufaro But at the same time unobva watya kuattacker , ndikamutanga, Achandi attacker vagosara vaine nyaya, Kunemerwa murambiwa hanzi anzwa nemadefeat Mabhebhi anomuramba kumuviga 10 feet Enda kuna save umbonogezwa munyama Pamwe zvingaite nani matanda mazungunutswa Iwo makunguwo akatya , akazofa mangani Chorus Pamwe ndikamunyenga nemari achandifarira pamwe achafungaka kuti ndovhaira Pamwe ndikamunyorera tsamba achaitambira, pamwe oiverenga pamwe oipisa pamwe zvondimakisa, Pamwe kufunga kwangu , pamwe pamwe pamwe